Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 37:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Vanhu vako kana vazokuti hamungatitaurirewo zvamunoreva nezvizvi,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino kana ʋana ʋaʋanhu ʋako ʋakataura newe ʋaciti kwauri: Hauŋgatiziʋisi ɀaunoɗakuratidza neɀinhu iɀi here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino kana vana vavanhu vako vakataura newe vachiti kwauri, ‘Haungatizivisi zvaunoda kuratidza nezvinhu izvi here?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Vanhu vako kana vazokuti hamungatitaurirewo zvamunoreva nezvizvi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Vanhu vako kana vazokuti hamungatitaurirewo zvamunoreva nezvizvi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 “Kana vanhu venyika yako vakakubvunza vachiti, ‘Haungatiudziwo zvaunoreva nechinhu ichi here?’

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 37:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy