Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 37:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Unodzibatanidza pamwechete kuita tsvimbo imwechete kuti dzive chinhu chimwechete muruoko rwako.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 ɀino uɀiɓatanidzire matanda iwawo, ruʋe rutanda rumŋe, ruʋe rumŋe muruʋoko rwako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 zvino uzvibatanidzire matanda iwawo, ruve rutanda rumwe, ruve rumwe muruoko rwako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Unodzibatanidza pamwechete kuita tsvimbo imwechete kuti dzive chinhu chimwechete muruoko rwako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 “Unodzibatanidza pamwechete kuita tsvimbo imwechete kuti dzive chinhu chimwechete muruoko rwako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Uzvibatanidze pamwe chete zvive rutanda rumwe kuitira kuti zvive rutanda rumwe chete muruoko rwako.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 37:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy