Ezekieri 37:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ruoko rwaTenzi rwakava pandiri. Akandiburitsa nesimba raMweya waTenzi akandondiisa mubani, rakanga rizere namapfupa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ruʋoko rwaJehova rwakaŋga ruri pamsoro paŋgu, akandiɓuɗisa noMŋeya waJehova, akandondiisa pakati pomupata; iwo wakaŋga uzere namafupa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pangu, akandibudisa noMweya waJehovha, akandondiisa pakati pomupata; iwo wakanga uzere namapfupa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ruoko rwaTenzi rwakava pandiri. Akandiburitsa nesimba raMweya waTenzi akandondiisa mubani, rakanga rizere namapfupa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Ruoko rwaTenzi rwakava pandiri. Akandiburitsa nesimba raMweya waTenzi akandondiisa mubani, rakanga rizere namapfupa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ruoko rwaJehovha rwakanga rwuri pamusoro pangu, uye akandibudisa noMweya waJehovha akandiisa pakati pomupata; wakanga uzere namapfupa. Viz kapitola |