Ezekieri 36:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Vachati nyika yaive renje yaita sebindu reEdheni. Maguta akanga aparadzwa akasiiwa ava matongo asina chirimo ava kugarwa navanhu uye atova norusvingo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ipapo ʋacati: Nyika iyi yaiʋa ɗoŋgo, yafanana nomunda weEdeni; maguta akaŋga akaparadzwa akasiyiwa aiʋa matoŋgo, iwo aʋakirwa ogarwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Ipapo vachati, ‘Nyika iyi yaiva dongo, yafanana nomunda weEdheni; maguta akanga akaparadzwa akasiyiwa aiva matongo, iwo avakirwa ogarwa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Vachati nyika yaive renje yaita sebindu reEdheni. Maguta akanga aparadzwa akasiiwa ava matongo asina chirimo ava kugarwa navanhu uye atova norusvingo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Vachati nyika yaive renje yaita sebindu reEdheni. Maguta akanga aparadzwa akasiiwa ava matongo asina chirimo ava kugarwa navanhu uye atova norusvingo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Vachati, “Nyika iyi yakanga yaparara iye zvino yafanana nebindu reEdheni; maguta akanga ava matongo aparadzwa, zvino akomberedzwa uye ogarwa.” Viz kapitola |