Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 36:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Zvanzi naTenzi Mwari, “Pazuva randichakuchenurai kuuipi hwenyu hwose ndichaita kuti maguta agarwe navanhu. Matongo achavakwazve.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀanzi naShe Jehova: Nezuʋa randicakunatsai paɀakaipa ɀenyu ɀose, ndicagarisa ʋanhu mumaguta, namatoŋgo acaʋakwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvanzi naIshe Jehovha, “Nezuva randichakunatsai pazvakaipa zvenyu zvose, ndichagarisa vanhu mumaguta, namatongo achavakwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Zvanzi naTenzi Mwari, “Pazuva randichakuchenurai kuuipi hwenyu hwose ndichaita kuti maguta agarwe navanhu. Matongo achavakwazve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Zvanzi naTenzi Mwari, “Pazuva randichakuchenurai kuuipi hwenyu hwose ndichaita kuti maguta agarwe navanhu. Matongo achavakwazve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 “ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Pazuva randinokunatsai pazvivi zvenyu zvose, ndichagarisa vanhu mumaguta enyu uye matongo achavakwazve.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 36:33

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy