Ezekieri 36:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ndichakusasai mvura yakachena muchibva machenurwa kun'ora kwenyu kwose. Ndichakuchenurai kuzvifananidzo zvenyu zvokunamata. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ndicasasa mvura yakacena pamsoro penyu, muʋe ʋakacena; ndicakunatsai matȿina enyu ose neɀifananidzo ɀenyu ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 “Ndichasasa mvura yakachena pamusoro penyu, muve vakachena; ndichakunatsai matsvina enyu ose nezvifananidzo zvenyu zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ndichakusasai mvura yakachena muchibva machenurwa kun'ora kwenyu kwose. Ndichakuchenurai kuzvifananidzo zvenyu zvokunamata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ndichakusasai mvura yakachena muchibva machenurwa kun'ora kwenyu kwose. Ndichakuchenurai kuzvifananidzo zvenyu zvokunamata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ndichasasa mvura yakachena pamusoro penyu, uye muchava vakachena, ndichakunatsai patsvina yenyu yose napazvifananidzo zvenyu. Viz kapitola |