Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 36:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Ndicharatidza kuyera kwezita rangu guru rakan'oreswa mukati memarudzi, ramakan'oresa iyemi mukati mavo. Marudzi achaziva kuti ndini Tenzi, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Ipapo ndinenge ndazviita nemamuri ndichiratidza kuyera kwangu ivo vachiona.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Zita raŋgu guru ndicariita dɀene, iro rakamhurwa pakati pamarudzi, ramakamhura imi pakati paʋo; ɀino marudzi acaziʋa kuti ndini Jehova, neŋguʋa yandicaitwa mutȿene mamuri pamberi paʋo — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 “Zita rangu guru ndichariita dzvene, iro rakamhurwa pakati pamarudzi, ramakamhura imi pakati pavo; zvino marudzi achaziva kuti ndini Jehovha, nenguva yandichaitwa mutsvene mamuri pamberi pavo, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Ndicharatidza kuyera kwezita rangu guru rakan'oreswa mukati memarudzi, ramakan'oresa iyemi mukati mavo. Marudzi achaziva kuti ndini Tenzi, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Ipapo ndinenge ndazviita nemamuri ndichiratidza kuyera kwangu ivo vachiona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Ndicharatidza utsvene hwezita rangu guru, rakanga rasvibiswa pakati pendudzi, iro zita ramakasvibisa pakati pavo. Ipapo ndudzi dzichaziva kuti ndini Jehovha, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, panguva yandinoratidza utsvene hwangu kubudikidza newe pamberi pavo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 36:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy