Ezekieri 36:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ipapo zvokudya vanhu hauchazviitazve kana zvokukonzera kuti rudzi rwavanhu vako vafirwe navanazve, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 naiɀoɀo haucazopedzi ʋanhu, kana kuzotorera rudzi rwako ʋana — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 naizvozvo hauchazopedzi vanhu, kana kuzotorera rudzi rwako vana,’ ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ipapo zvokudya vanhu hauchazviitazve kana zvokukonzera kuti rudzi rwavanhu vako vafirwe navanazve, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ipapo zvokudya vanhu hauchazviitazve kana zvokukonzera kuti rudzi rwavanhu vako vafirwe navanazve, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 naizvozvo hauchazodyi vanhu kana kushayisa rudzi rwako vana, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitola |