Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 36:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndichaita kuti vanhu vafambe pamuri, ivo vangu vaIsiraeri, ivo vachakuita nyika yavo, iwe uchava nhaka yavo. Hauzoita kuti vafirwe navana zvakare.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀirokwaɀo, ndicafambisa ʋanhu pamsoro penyu, iʋo ʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri; ʋacakuita waʋo, ucaʋa nhaka yaʋo, kubva ɀino hauŋgazoʋatoreri ʋana ʋaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvirokwazvo, ndichafambisa vanhu pamusoro penyu, ivo vanhu vangu vaIsiraeri; vachakuita wavo, uchava nhaka yavo, kubva zvino haungazovatoreri vana vavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndichaita kuti vanhu vafambe pamuri, ivo vangu vaIsiraeri, ivo vachakuita nyika yavo, iwe uchava nhaka yavo. Hauzoita kuti vafirwe navana zvakare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ndichaita kuti vanhu vafambe pamuri, ivo vangu vaIsiraeri, ivo vachakuita nyika yavo, iwe uchava nhaka yavo. Hauzoita kuti vafirwe navana zvakare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ndichaita kuti vanhu, ivo vanhu vangu Israeri, vafambe pamusoro pako. Vachakutora uye muchava nhaka yavo; hamuchazovatorerizve vana vavo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 36:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy