Ezekieri 35:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndipo pauchaziva kuti ini Tenzi ndakanzwa zvose zvokushora kwawakaita makomo eIsiraeri uchiti aitwa renje zvaro, aiswa mumaoko medu kuti tiaparadze. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Iwe ucaziʋa kuti ini Jehova ndakanzwa kumhura kwako kwose kwawakataura pamsoro pamakomo aIsraeri, uciti: Akaparadzwa, takaapiwa isu ɀiʋe ɀokudya ɀeɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Iwe uchaziva kuti ini Jehovha ndakanzwa kumhura kwako kwose kwawakataura pamusoro pamakomo aIsiraeri, uchiti, ‘Akaparadzwa, takaapiwa isu zvive zvokudya zvedu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndipo pauchaziva kuti ini Tenzi ndakanzwa zvose zvokushora kwawakaita makomo eIsiraeri uchiti aitwa renje zvaro, aiswa mumaoko medu kuti tiaparadze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndipo pauchaziva kuti ini Tenzi ndakanzwa zvose zvokushora kwawakaita makomo eIsiraeri uchiti aitwa renje zvaro, aiswa mumaoko medu kuti tiaparadze. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ipapo uchaziva kuti ini Jehovha ndakanzwa zvose zvinonyadza zvawakataura zvinorwisa makomo eIsraeri. Iwe wakati, “Akaparadzwa uye akapiwa kwatiri kuti tiadye.” Viz kapitola |