Ezekieri 34:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Hwai dzangu dzinofanira kudya zvamunenge matsokodzera netsoka dzenyu nhai, dzichinwa mvura yamunenge mabvongodza henyu namakumbo enyu? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kana ari makwai aŋgu, anodya ɀamakatsika netsoka dzenyu, nokunwa ɀamakabvoŋgodza netsoka dzenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Kana ari makwai angu, anodya zvamakatsika netsoka dzenyu, nokunwa zvamakabvongodza netsoka dzenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Hwai dzangu dzinofanira kudya zvamunenge matsokodzera netsoka dzenyu nhai, dzichinwa mvura yamunenge mabvongodza henyu namakumbo enyu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Hwai dzangu dzinofanira kudya zvamunenge matsokodzera netsoka dzenyu nhai, dzichinwa mvura yamunenge mabvongodza henyu namakumbo enyu? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ko, makwai angu angafanirwa nokudya kana kunwa zvamakabvongodza netsoka dzenyu here? Viz kapitola |