Ezekieri 34:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndichadziburitsa mukati memarudzi ndichidzikokorodza mudzinyika uye ndichadziunza munyika yadzo. Ndichadzifudzira mumakomo eIsiraeri nomuzvitubu zvemvura nomunogara vanhu mose zvamo munyika iyoyi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndicaaɓuɗisa pakati pamarudzi aʋanhu, nokuaʋuŋganidza kunyika dzose, ndiaȿitse kunyika yawo, ndicaafudza pamakomo aIsraeri, pahoʋa napanɀimbo dzose dzenyika dzakagarwa naʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ndichaabudisa pakati pamarudzi avanhu, nokuaunganidza kunyika dzose, ndiasvitse kunyika yawo, ndichaafudza pamakomo aIsiraeri, pahova napanzvimbo dzose dzenyika dzakagarwa navanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndichadziburitsa mukati memarudzi ndichidzikokorodza mudzinyika uye ndichadziunza munyika yadzo. Ndichadzifudzira mumakomo eIsiraeri nomuzvitubu zvemvura nomunogara vanhu mose zvamo munyika iyoyi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndichadziburitsa mukati memarudzi ndichidzikokorodza mudzinyika uye ndichadziunza munyika yadzo. Ndichadzifudzira mumakomo eIsiraeri nomuzvitubu zvemvura nomunogara vanhu mose zvamo munyika iyoyi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndichaabudisa kubva kundudzi ndigoaunganidza kubva kunyika dzose, uye ndigoauyisa munyika yawo. Ndichaafudzira pamakomo aIsraeri, muhova, nomunzvimbo dzokugara dzose dzenyika. Viz kapitola |