Ezekieri 33:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi imi munoti, ‘Nzira dzaTenzi hadzina kururama.’ Imi imba yaIsiraeri, ini ndichatonga mumwe nomumwe wenyu maererano nezviito zvake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Kunyaŋge ɀakaɗaro munoti: Nzira yaShe haina‐kururama. Haiwa, imba yaIsraeri, ndicakutoŋgai mumŋe nomumŋe ɀakafanira nzira dzake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Kunyange zvakadaro munoti, ‘Nzira yaIshe haina kururama.’ Aiwa, imba yaIsiraeri, ndichakutonga mumwe nomumwe wenyu zvakafanira nzira dzake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi imi munoti, ‘Nzira dzaTenzi hadzina kururama.’ Imi imba yaIsiraeri, ini ndichatonga mumwe nomumwe wenyu maererano nezviito zvake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi imi munoti, ‘Nzira dzaTenzi hadzina kururama.’ Imi imba yaIsiraeri, ini ndichatonga mumwe nomumwe wenyu maererano nezviito zvake.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Kunyange zvakadaro, imi imba yaIsraeri, munoti, ‘Nzira yaShe haina kururama.’ Asi ndichatonga mumwe nomumwe wenyu zvakafanira nzira dzake.” Viz kapitola |