Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 33:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Uyewo kunyange ndikati kumunhu akaipa unofanira kutofa asi iye opinduka kuchivi chake oita zviri pamutemo zvakarurama,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ʋuye ɀe, kana ndikati kunowakaipa: Ɀirokwaɀo ucafa; kana akatendeʋuka paɀiʋi ɀake, akazoita ɀakarairwa neɀakarurama;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Uyezve, kana ndikati kune wakaipa, ‘Zvirokwazvo uchafa;’ kana akatendeuka pazvivi zvake, akazoita zvakarairwa nezvakarurama;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Uyewo kunyange ndikati kumunhu akaipa unofanira kutofa asi iye opinduka kuchivi chake oita zviri pamutemo zvakarurama,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Uyewo kunyange ndikati kumunhu akaipa unofanira kutofa asi iye opinduka kuchivi chake oita zviri pamutemo zvakarurama,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Uye kana ndikati kumunhu akaipa, ‘Iwe uchafa zvirokwazvo,’ asi zvino iye akatendeuka pachivi chake uye akaita zvakanaka nezvakarurama,

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 33:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy