Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 32:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Asi havana kuradzikwa pamwechete namagamba apasichigare vakadzika kunzvimbo yavachakabvu vaine zvombo zvavo zvehondo. Vakanga vakatsamira kumusoro mapakatwa avo, nhoo dzavo dziri pamapfupa avo nokuti kutya magamba avanhu kwakanga kwava munyika yavapenyu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Haʋaŋgaʋati pakati pemhare dzakaʋurawa dzaʋasina‐kudziŋgiswa, ʋakaɓurukira kuSheori ʋanenhumbi dzaʋo dzokurwa, ʋakaisa minondo yaʋo pasi pemisoro yaʋo, ɀakaipa ɀaʋo ɀiri pamsoro pamafupa aʋo; nokuti ʋaityisa mhare panyika yaʋapenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Havangavati pakati pemhare dzakaurawa dzavasina kudzingiswa, vakaburukira kuSheori vane nhumbi dzavo dzokurwa, vakaisa minondo yavo pasi pemisoro yavo, zvakaipa zvavo zviri pamusoro pamapfupa avo; nokuti vaityisa mhare munyika yavapenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Asi havana kuradzikwa pamwechete namagamba apasichigare vakadzika kunzvimbo yavachakabvu vaine zvombo zvavo zvehondo. Vakanga vakatsamira kumusoro mapakatwa avo, nhoo dzavo dziri pamapfupa avo nokuti kutya magamba avanhu kwakanga kwava munyika yavapenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Ko, havana kuvata navamwe varwi vasina kudzingiswa here, ivo vakafa, vakaburukira muguva vane zvombo zvavo zvehondo, uye minondo yavo yakaiswa pasi pemisoro yavo? Kurangwa nokuda kwezvivi zvavo kuri pamusoro pamapfupa avo, kunyange kutyisidzira kwavanhu ava kwakanga kwapararira munyika yavapenyu.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 32:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy