Ezekieri 32:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Mesheki naTubhari dzirikowo negurumwandirawo radzo rose, makuva avo akadzikomberedza, vose vasina kudzingiswa vakaurayiwa nehondo yebakatwa nokuti vaimbozezesa vanhu nokutya munyika yavapenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Mesheki neTubari ari’po naʋanhu ʋaʋo ʋose ʋazhinji; marinda awo akaakomberedza; ʋose haʋana‐kudziŋgiswa, ʋakaʋurawa nomunondo, nokuti ʋaityisa panyika yaʋapenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 “Mesheki neTubhari aripo navanhu vavo vose vazhinji; marinda awo akakomberedza; vose havana kudzingiswa, vakaurawa nomunondo, nokuti vaityisa munyika yavapenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Mesheki naTubhari dzirikowo negurumwandirawo radzo rose, makuva avo akadzikomberedza, vose vasina kudzingiswa vakaurayiwa nehondo yebakatwa nokuti vaimbozezesa vanhu nokutya munyika yavapenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 “Mesheki naTubhari dzirikowo negurumwandirawo radzo rose, makuva avo akadzikomberedza, vose vasina kudzingiswa vakaurayiwa nehondo yebakatwa nokuti vaimbozezesa vanhu nokutya munyika yavapenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Mesheki neTubhari dziripo, navanhu vadzo vazhinji vakakomba marinda adzo. Vose havana kudzingiswa, vakaurayiwa nomunondo nokuti vakatyisidzira vanhu munyika yavapenyu. Viz kapitola |