Ezekieri 32:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Iwe mwanakomana womunhu ungudza kuchema gurusvusvu ravanhu veIjipiti uvaendese pasi pasi, iyo navanhukadzi vamarudzi makuru makuru kunyika yapasi pasi kuna vakadzika kugomba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Mŋanakomana womunhu, wuŋgudza pamsoro paʋanhu ʋazhinji ʋeEgipita, uʋawisire pasi, iyo nyika naʋakunda ʋamarudzi anembiri, kuȿikira kunɀimbo dziri pasi penyika, pamŋe cete naʋanoɓurukira kugomba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 “Mwanakomana womunhu, ungudza pamusoro pavanhu vazhinji veIjipiti, uvawisire pasi, iyo nyika navakunda vamarudzi ane mbiri, kusvikira kunzvimbo dziri pasi penyika, pamwechete navanoburukira kugomba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Iwe mwanakomana womunhu ungudza kuchema gurusvusvu ravanhu veIjipiti uvaendese pasi pasi, iyo navanhukadzi vamarudzi makuru makuru kunyika yapasi pasi kuna vakadzika kugomba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 “Iwe mwanakomana womunhu ungudza kuchema gurusvusvu ravanhu veIjipiti uvaendese pasi pasi, iyo navanhukadzi vamarudzi makuru makuru kunyika yapasi pasi kuna vakadzika kugomba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “Mwanakomana womunhu, ungudza nokuda kwavanhu vazhinji veIjipiti uye uvawisire pasi zvose iyo nyika navanasikana vendudzi dzine simba, pamwe chete navaya vanoburukira kugomba. Viz kapitola |