Ezekieri 32:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ipapo ndichachenesa mvura yavo, nzizi dzavo ndichidziita kuti dzierere samafuta. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ipapo ndicacenesa mvura yaʋo, nokuyeredza nzizi dzaʋo samafuta — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ipapo ndichachenesa mvura yavo, nokuyeredza nzizi dzavo samafuta, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ipapo ndichachenesa mvura yavo, nzizi dzavo ndichidziita kuti dzierere samafuta. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ipapo ndichachenesa mvura yavo, nzizi dzavo ndichidziita kuti dzierere samafuta. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo ndichaita kuti mvura yavo igadzikane, uye ndichaita kuti hova dzayo dziyerere samafuta, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitola |