Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 32:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndichaita kuti vazhinji venyu vafe nebakatwa ravanesimba vose, vari vanhu vanotyisa kwazvo mukati memarudzi. “Vachapedza kuzvikudza kweIjipiti, vose zvavo nokuwanda kwavo vachaparara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ndicaraira minondo yaʋanesimba kuparadza ʋanhu ʋako ʋazhinji; iʋo ʋose ndiʋo ʋanotyisa pakati pamarudzi, ʋacaparadza kuɀikudza kweEgipita, naʋanhu ʋayo ʋazhinji ʋacaparadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ndicharayira minondo yavane simba kuparadza vanhu vako vazhinji; ivo vose ndivo vanotyisa pakati pamarudzi, vachaparadza kuzvikudza kweIjipiti, navanhu vayo vazhinji vachaparadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndichaita kuti vazhinji venyu vafe nebakatwa ravanesimba vose, vari vanhu vanotyisa kwazvo mukati memarudzi. “Vachapedza kuzvikudza kweIjipiti, vose zvavo nokuwanda kwavo vachaparara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ndichaita kuti vazhinji venyu vafe nebakatwa ravanesimba vose, vari vanhu vanotyisa kwazvo mukati memarudzi. “Vachapedza kuzvikudza kweIjipiti, vose zvavo nokuwanda kwavo vachaparara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ndichaita kuti vanhu vako vazhinji vawe nokuda kweminondo yavane simba, vanhu vakaipisisa pandudzi dzose. Vachaparadza kuzvikudza kweIjipiti, uye vanhu vayo vazhinji vachakundwa.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 32:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy