Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 32:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Ndichaita kuti vanhu vazhinji vadumbirwe nezvako; madzimambo avo achadedera pamusana pako. Kana ndovheyesa bakatwa rangu kwavari vachangwenda nguva dzose mumwe nomumwe achityira upenyu hwake musi wazvichakuperera.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀirokwaɀo, ndicashamisa marudzi mazhinji aʋanhu pamsoro pako, madzimambo aʋo acakutya ɀikuru kwaɀo, kana ndicitendeka munondo waŋgu pamberi paʋo; ʋacaɗeɗera ŋguʋa dzose, mumŋe nomumŋe nokuɗa kwoʋupenyu bgake, nezuʋa rokuparadzwa kwako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Zvirokwazvo, ndichashamisa marudzi mazhinji avanhu pamusoro pako, madzimambo avo achakutya zvikuru kwazvo, kana ndichitendeka munondo wangu pamberi pavo; vachadedera nguva dzose, mumwe nomumwe achadedera nokuda kwoupenyu hwake, nezuva rokuparadzwa kwako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Ndichaita kuti vanhu vazhinji vadumbirwe nezvako; madzimambo avo achadedera pamusana pako. Kana ndovheyesa bakatwa rangu kwavari vachangwenda nguva dzose mumwe nomumwe achityira upenyu hwake musi wazvichakuperera.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Ndichaita kuti vanhu vazhinji vadumbirwe nezvako; madzimambo avo achadedera pamusana pako. Kana ndovheyesa bakatwa rangu kwavari vachangwenda nguva dzose mumwe nomumwe achityira upenyu hwake musi wazvichakuperera.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Ndichaita kuti marudzi mazhinji ashamisike pamusoro pako, uye madzimambo avo achadedera nokutya nokuda kwako, pandichavheyesa munondo wangu pamberi pavo. Pazuva rokuwa kwako mumwe nomumwe wavo achadedera nguva dzose, nokuda kwoupenyu hwake.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 32:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy