Ezekieri 31:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pamisidhari yaiva mumunda waMwari hapana waiupfuura kureba, kunyange musaipurasi zvawo waimboenzana nawo mapazi awo. Pamapazi, muti iwoyo mupureni hahwaimbopasvika. Hapana muti mumunda waMwari waienzana nawo parunako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Misidari mumunda waMŋari yakaŋga isiŋgagoni kuudzitira; miti yemisipresi haina‐kufanana noʋutaʋi bgawo, nemiprani yakaŋga isina‐kufanana namataʋi awo; kwakaŋga kusinomuti mumunda waMŋari wakaŋga wakafanana nawo pakunaka kwawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Misidhari mumunda waMwari yakanga isingagoni kuudzitira; miti yemisiperesi haina kufanana nohutavi hwawo, nemipurani yakanga isina kufanana namatavi awo; kwakanga kusina muti mumunda waMwari wakanga wakafanana nawo pakunaka kwawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pamisidhari yaiva mumunda waMwari hapana waiupfuura kureba, kunyange musaipurasi zvawo waimboenzana nawo mapazi awo. Pamapazi, muti iwoyo mupureni hahwaimbopasvika. Hapana muti mumunda waMwari waienzana nawo parunako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Pamisidhari yaiva mumunda waMwari hapana waiupfuura kureba, kunyange musaipurasi zvawo waimboenzana nawo mapazi awo. Pamapazi, muti iwoyo mupureni hahwaimbopasvika. Hapana muti mumunda waMwari waienzana nawo parunako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Misidhari yomubindu raMwari yakanga isingagoni kuukunda, uye miti yomupaini yakanga isingaenzani namatavi awo, uye miti yemipurani hayaienzaniswa namatavi awo, hakuna muti mubindu raMwari waienzana nawo pakunaka. Viz kapitola |