Ezekieri 31:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Naizvozvo iwo wakachiti dzu-u kureba pamusoro pemiti yose yesango. Mapazi awo akava makuru, matavi awo akareba pamusana pemvura zhinji. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Naiɀoɀo wakakura kupfuʋura miti yose yokusaŋgo, mataʋi awo akawanda, ʋutaʋi bgawo ʋukareɓa nemvura zhinji, neŋguʋa yokumera kwawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Naizvozvo muti uyu wakakura kupfuura miti yose yesango, matavi awo akawanda, uye matavi awo akareba nemvura zhinji, nenguva yokumera kwawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Naizvozvo iwo wakachiti dzu-u kureba pamusoro pemiti yose yesango. Mapazi awo akava makuru, matavi awo akareba pamusana pemvura zhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Naizvozvo iwo wakachiti dzu-u kureba pamusoro pemiti yose yesango. Mapazi awo akava makuru, matavi awo akareba pamusana pemvura zhinji. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Saka wakareba kwazvo kupfuura miti yose yesango, mativi awo akawanda uye matavi awo akareba, achitandavara nokuda kwemvura zhinji. Viz kapitola |