Ezekieri 31:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Mwanakomana womunhu iti kuna Farao mambo weIjipiti nokuhuzhinji hwenyika yeIjipiti: “Ndiani waungafananidzwe naye chaizvo paukuru hwako? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mŋanakomana womunhu, iti kunaFarao mambo weEgipita, nokuʋanhu ʋake ʋazhinji: Iwe wakafanana nani paʋukuru bgako? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Mwanakomana womunhu, iti kuna Farao mambo weIjipiti, nokuvanhu vake vazhinji, ‘Iwe wakafanana nani paukuru hwako?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Mwanakomana womunhu iti kuna Farao mambo weIjipiti nokuhuzhinji hwenyika yeIjipiti: “Ndiani waungafananidzwe naye chaizvo paukuru hwako? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Mwanakomana womunhu iti kuna Farao mambo weIjipiti nokuhuzhinji hwenyika yeIjipiti: “Ndiani waungafananidzwe naye chaizvo paukuru hwako? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Mwanakomana womunhu, uti kuna Faro mambo weIjipiti navanhu vake vose: “ ‘Ndianiko angaenzaniswa nemi paushe? Viz kapitola |