Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 31:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Naiyowo ichadzika kunzvimbo yavachakabvu nawo kune vakaurayiwa nebakatwa, vayawo vakaita misha mumumvuri mawo pakati pamarudzi avanhu vachaparara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Yakaɓurukira ʋo naye kuSheori kunaiʋo ʋakaʋurawa nomunondo; ɀirokwaɀo, ndiʋo ʋaiʋa ruʋoko rwake, ʋaigara mumumvuri wake pakati pamarudzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Yakaburukirawo naye kuSheori kuna ivo vakaurawa nomunondo; zvirokwazvo, ndivo vaiva ruoko rwake, vaigara mumumvuri wake pakati pamarudzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Naiyowo ichadzika kunzvimbo yavachakabvu nawo kune vakaurayiwa nebakatwa, vayawo vakaita misha mumumvuri mawo pakati pamarudzi avanhu vachaparara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Naiyowo ichadzika kunzvimbo yavachakabvu nawo kune vakaurayiwa nebakatwa, vayawo vakaita misha mumumvuri mawo pakati pamarudzi avanhu vachaparara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Vaya vaigara mumumvuri wawo, navaya vavaibatana navo pakati pendudzi, vakanga vaburukirawo muguva nawo, vachiva pamwe navaya vakaurayiwa nomunondo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 31:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy