Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 31:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvanzi naTenzi Mwari, “Pauchadzika kunzvimbo yavashakabvu, ndichaita kuti uchemwe ndichamisa nzizi dzawo uye mvura zhinji ichamiswa. Ndichapfekedza Rebhanoni nhamo yokuuchema, miti yese yesango ichanava pamusana pawo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀanzi naShe Jehova: Nezuʋa raakaɓurukira kuSheori, ndakaraira kuti ʋanhu ʋaceme; ndakafukidza pakadzika nokuɗa kwake, ndikadzora nzizi dza’po, mvura zhinji ikamiswa; ndakaraira Rebanoni kumucema, miti yose yokusaŋgo ikati rukutu nokuɗa kwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvanzi naIshe Jehovha, “Nezuva raakaburukira kuSheori, ndakarayira kuti vanhu vacheme; ndakafukidza pakadzika nokuda kwake, ndikadzora nzizi dzapo, mvura zhinji ikamiswa; ndakarayira Rebhanoni kumuchema, miti yose yokusango ikati rukutu nokuda kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvanzi naTenzi Mwari, “Pauchadzika kunzvimbo yavashakabvu, ndichaita kuti uchemwe ndichamisa nzizi dzawo uye mvura zhinji ichamiswa. Ndichapfekedza Rebhanoni nhamo yokuuchema, miti yese yesango ichanava pamusana pawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Zvanzi naTenzi Mwari, “Pauchadzika kunzvimbo yavashakabvu, ndichaita kuti uchemwe ndichamisa nzizi dzawo uye mvura zhinji ichamiswa. Ndichapfekedza Rebhanoni nhamo yokuuchema, miti yese yesango ichanava pamusana pawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 “ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Pazuva rawakaburutsirwa muguva ndakafukidza matsime akadzika kuti aungudze nokuda kwawo ndikamisa hova dzawo, uye mvura yawo zhinji yakadziviswa. Nemhaka yawo ndakafukidza Rebhanoni nokusuwa, uye miti yose yesango yakasvava.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 31:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy