Ezekieri 31:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 naizvozvo ini ndichakuisa mumaoko momumwe ana masimba pakati pamarudzi avanhu, achaita kwauri zvakakodzerana nokuipa kwako. Ndakakurasa ini. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 ndicamuisa muruʋoko rwounesimba pakati pamarudzi aʋanhu, iye ucamuitira ɀawakafanira; ndakamudziŋga nokuɗa kweɀakaipa ɀake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 ndichamuisa muruoko rwoune simba pakati pamarudzi avanhu, iye achamuitira zvawakafanira; ndakamudzinga nokuda kwezvakaipa zvake.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 naizvozvo ini ndichakuisa mumaoko momumwe ana masimba pakati pamarudzi avanhu, achaita kwauri zvakakodzerana nokuipa kwako. Ndakakurasa ini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 naizvozvo ini ndichakuisa mumaoko momumwe ana masimba pakati pamarudzi avanhu, achaita kwauri zvakakodzerana nokuipa kwako. Ndakakurasa ini. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 ndakauisa kumutongi wendudzi, kuti vamuitire zvakafanira kuipa kwawo. Ndakaukanda padivi, Viz kapitola |