Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 30:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 “Vachasara vava renje rokupedzesera mukati medzimwe nyika dzakava renje uye maguta avo achiva maguta zvawo okupedzesera pakati pamamwe akaparadzwa

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ʋacaʋa ɗoŋgo pakati penyika dzakaitwa matoŋgo, namaguta ayo acaʋa pakati pamaguta akaitwa matoŋgo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Vachava dongo pakati penyika dzakaitwa matongo, namaguta ayo achava pakati pamaguta akaitwa matongo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 “Vachasara vava renje rokupedzesera mukati medzimwe nyika dzakava renje uye maguta avo achiva maguta zvawo okupedzesera pakati pamamwe akaparadzwa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 “Vachasara vava renje rokupedzesera mukati medzimwe nyika dzakava renje uye maguta avo achiva maguta zvawo okupedzesera pakati pamamwe akaparadzwa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Vachaparadzwa pakati penyika dzakaparadzwa, uye maguta avo achava pakati pamaguta akaitwa matongo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 30:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy