Ezekieri 30:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ipapo ndichaomesa rwizi rweNairi, nyika yacho ndoitengesa mumaoko avanhu vakaipa. Ndichaita kuti nyika iyoyo iparadzwe navatorwa pamwechete nezvinhu zvose zvirimo ini Tenzi ndini ndataura.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ndicapxisa mvura yenzizi, nokuteŋgesa nyika mumaʋoko aʋanhu ʋakaipa; nyika ndicaiita ɗoŋgo, neɀose ɀiri’mo, noruʋoko rwaʋatorwa; ini Jehova, ndakataura iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ndichapwisa mvura yenzizi, nokutengesa nyika mumaoko avanhu vakaipa; nyika ndichaiita dongo, nezvose zvirimo, noruoko rwavatorwa; ini Jehovha, ndakataura izvozvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ipapo ndichaomesa rwizi rweNairi, nyika yacho ndoitengesa mumaoko avanhu vakaipa. Ndichaita kuti nyika iyoyo iparadzwe navatorwa pamwechete nezvinhu zvose zvirimo ini Tenzi ndini ndataura.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ipapo ndichaomesa rwizi rweNairi, nyika yacho ndoitengesa mumaoko avanhu vakaipa. Ndichaita kuti nyika iyoyo iparadzwe navatorwa pamwechete nezvinhu zvose zvirimo ini Tenzi ndini ndataura.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ndichaomesa hova dzeNairi, uye ndichatengesa nyika kuvanhu vakaipa; namaoko avatorwa ndichaparadza nyika nezvose zviri mairi. Ini Jehovha ndazvitaura. Viz kapitola |