Ezekieri 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akatiwo kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu chienda kumba yaIsiraeri utaure kwavari namazwi angu aya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, famba uende kuimba yaIsraeri, utaure kwaʋari mashoko aŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, famba uende kuimba yaIsiraeri, utaure kwavari mashoko angu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akatiwo kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu chienda kumba yaIsiraeri utaure kwavari namazwi angu aya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akatiwo kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu chienda kumba yaIsiraeri utaure kwavari namazwi angu aya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, chienda zvino kuimba yaIsraeri undotaura mashoko angu kwavari. Viz kapitola |