Ezekieri 3:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Asi kana ndataura kwauri ndichakuzarurira misuo; unofanira kuti zvanzi naTenzi, ‘Anenge achikunzwa ngaanzwe. Anenge asingade kunzwa ngaarege zvake nokuti imba yakapanduka.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Asi kana ndicitaura newe, ndicashamisa muromo wako, iwe ugoti kwaʋari: Ɀanzi naShe Jehova: Unonzwa, ŋgaanzwe, unoramba, ŋgaarambe; nokuti iʋo iimba inondimukira simba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Asi kana ndichitaura newe, ndichashamisa muromo wako, iwe ugoti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, anonzwa ngaanzwe, anoramba, ngaarambe; nokuti ivo iimba inondimukira simba.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Asi kana ndataura kwauri ndichakuzarurira misuo; unofanira kuti zvanzi naTenzi, ‘Anenge achikunzwa ngaanzwe. Anenge asingade kunzwa ngaarege zvake nokuti imba yakapanduka.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Asi kana ndataura kwauri ndichakuzarurira misuo; unofanira kuti zvanzi naTenzi, ‘Anenge achikunzwa ngaanzwe. Anenge asingade kunzwa ngaarege zvake nokuti imba yakapanduka.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Asi pandinotaura newe, ndichazarura muromo wako uye uchati kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha.’ Ani naani anonzwa ngaanzwe, uye ani naani anoramba ngaarambe hake; nokuti ivo imba yokumukira. Viz kapitola |