Ezekieri 3:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Iwe mwanakomana womunhu uchasungwa netambo zvokutadza kubuda mukati mavanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Asi iwe, mŋanakomana womunhu, tarira, ʋacaʋuya neɀisuŋgo kwauri, ʋacakusuŋga naɀo, kuti urege kuɓuɗira pakati paʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Asi iwe, Mwanakomana womunhu, tarira, vachauya nezvisungo kwauri, vachakusunga nazvo, kuti urege kubudira pakati pavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Iwe mwanakomana womunhu uchasungwa netambo zvokutadza kubuda mukati mavanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Iwe mwanakomana womunhu uchasungwa netambo zvokutadza kubuda mukati mavanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Zvino iwe, mwanakomana womunhu, vachakusunga netambo; uchasungwa zvokuti haungabudi uchienda kuvanhu. Viz kapitola |