Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 3:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Asi Mweya akapinda mandiri akandimisa namakumbo akataura neni achiti, “Chienda undozvipfigira mumba mako.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ipapo Mŋeya wakapinda mandiri, akandimisa namakumbo aŋgu, akataura neni, akati kwandiri: Enda, undoɀipfigira mumba mako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Ipapo Mweya akapinda mandiri, akandimisa namakumbo angu, akataura neni, akati kwandiri, “Enda, undozvipfigira mumba mako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Asi Mweya akapinda mandiri akandimisa namakumbo akataura neni achiti, “Chienda undozvipfigira mumba mako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Asi Mweya akapinda mandiri akandimisa namakumbo akataura neni achiti, “Chienda undozvipfigira mumba mako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Ipapo Mweya wakapinda mandiri ukandisimudza netsoka dzangu. Akataura kwandiri akati, “Enda undozvipfigira mumba mako.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 3:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy