Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 3:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Asi kana ukayambira munhu akarurama iyeyo kuti arege kupara chitadzo, iye akarega kuita chitadzo, kurarama achatorarama nokuti akateerera kuyambirwa. Iwe uchazviponesawo upenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Asi kana ukanyeʋera munhu wakarurama, kuti wakarurama arege kutadza, iye akasatadza, ɀirokwaɀo ucararama, nokuti wakaterera kunyeʋerwa, newe warwira mŋeya wako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 “Asi kana ukanyevera munhu akarurama, kuti akarurama arege kutadza, iye akasatadza, zvirokwazvo achararama, nokuti wakateerera kunyeverwa, newe waponesa mweya wako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Asi kana ukayambira munhu akarurama iyeyo kuti arege kupara chitadzo, iye akarega kuita chitadzo, kurarama achatorarama nokuti akateerera kuyambirwa. Iwe uchazviponesawo upenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Asi kana ukayambira munhu akarurama iyeyo kuti arege kupara chitadzo, iye akarega kuita chitadzo, kurarama achatorarama nokuti akateerera kuyambirwa. Iwe uchazviponesawo upenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Asi kana ukanyevera munhu akarurama uyu kuti arege kutadza uye akarega kutadza zvirokwazvo achararama nokuti akanzwa kunyeverwa, iwe uchange wazviponesa.”

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 3:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy