Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 “Uyezve kana munhu akarurama akatsauka pakururama kwake akaita zvakaipa, ini ndikamuisira chibingamupinyi achafa pamusana pokuti unenge usina kumupa yambiro achafira chitadzo chake ichocho, mabasa ake akarurama aya aakamboita haazomborangarirwa, asi mhosva yokudeuka kweropa rake ndichaipa iwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ʋuye ɀe, kana munhu wakarurama akatsauka pakururama kwake, akaita ɀakaipa, ini ndikaisa cigumbuso pamberi pake, ucafa; ɀausina‐kumunyeʋera, ucafira muɀiʋi ɀake; ɀakarurama ɀaakaita haɀiŋgaraŋgarirwi, asi ropa rake ndicaribvunza paruʋoko rwako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 “Uyezve, kana munhu akarurama akatsauka pakururama kwake, akaita zvakaipa, ini ndikaisa chigumbuso pamberi pake, achafa; zvausina kumunyevera, achafira muzvivi zvake; zvakarurama zvaakaita hazvingarangarirwi, asi ropa rake ndicharibvunza paruoko rwako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 “Uyezve kana munhu akarurama akatsauka pakururama kwake akaita zvakaipa, ini ndikamuisira chibingamupinyi achafa pamusana pokuti unenge usina kumupa yambiro achafira chitadzo chake ichocho, mabasa ake akarurama aya aakamboita haazomborangarirwa, asi mhosva yokudeuka kweropa rake ndichaipa iwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 “Zvakare, kana munhu akarurama akatsauka pakururama kwake uye akaita zvakaipa, ini ndikaisa chigumbuso pamberi pake, achafa. Sezvo usina kumuyambira, iye achafa nokuda kwechivi chake. Zvakarurama zvaakaita hazvizorangarirwi, uye iwe uchava nemhosva yeropa rake.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 3:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy