Ezekieri 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ndakasvika kuTerabhibhi kunhapwa dzaiva dzigere parwizi rwaKebhari. Ndakagarapo pakati pavo kwamazuva manomwe ndakadumbirwa nazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ndakaȿika kunaʋaiʋa pakutapxa paTeri‐abibi, ʋakaŋga ʋagere parwizi rwaKebari, ipapo paʋakaŋga ʋagere; ini ndikagara’po pakati paʋo mazuʋa manomŋe ndicishaiwa mashoko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino ndakasvika kuna vaiva mukutapwa paTeriabhibhi, vakanga vagere parwizi rwaKebhari, ipapo pavakanga vagere; ini ndikagarapo pakati pavo mazuva manomwe ndichishayiwa mashoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ndakasvika kuTerabhibhi kunhapwa dzaiva dzigere parwizi rwaKebhari. Ndakagarapo pakati pavo kwamazuva manomwe ndakadumbirwa nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ndakasvika kuTerabhibhi kunhapwa dzaiva dzigere parwizi rwaKebhari. Ndakagarapo pakati pavo kwamazuva manomwe ndakadumbirwa nazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ndakasvika kuna vakatapwa vaigara kuTera Abhibhi pedyo noRwizi rweKebhari. Zvino ipapo pavaigara, ndakagara pakati pavo kwamazuva manomwe, ndichishayiwa mashoko. Viz kapitola |