Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 29:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ndichakukanda mugwenga iwe nehove dzose dzomutukova twako idzodzo, muchati katakata musango zvamo pasina zvokuunganidzwa muchivigwa. Ndatokuitai nyama yezvikara zvesango neyeshiri dzedenga.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ndicakurashira kurenje, iwe nehoʋe dzose dzenzizi dzako, ucawira pasi paɓani pakacena, hauŋgakokerwi kana kuʋuŋganidzwa; ndakakuisa kuɀikara ɀapasi neshiri dzokuɗeŋga, uʋe ɀokudya ɀaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Ndichakurashira kurenje, iwe nehove dzose dzenzizi dzako, uchawira pasi pabani pakachena, haungakokerwi kana kuunganidzwa; ndakakuisa kuzvikara zvapasi neshiri dzokudenga, uve zvokudya zvavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ndichakukanda mugwenga iwe nehove dzose dzomutukova twako idzodzo, muchati katakata musango zvamo pasina zvokuunganidzwa muchivigwa. Ndatokuitai nyama yezvikara zvesango neyeshiri dzedenga.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Ndichakukanda mugwenga iwe nehove dzose dzomutukova twako idzodzo, muchati katakata musango zvamo pasina zvokuunganidzwa muchivigwa. Ndatokuitai nyama yezvikara zvesango neyeshiri dzedenga.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ndichakusiya mugwenga, iwe nehove dzose dzomuhova dzako. Uchawira pasi pabani pachena zvapo, uye haungaunganidzwi kana kunongwa. Ndichakupa sechokudya kuzvikara zvenyika neshiri dzedenga.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 29:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy