Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 29:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 “Pazuva iroro ndichaita kuti imba yaIsiraeri ive nesimba uye ndichaita kuti uzaruke muromo pakati pavo. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Nezuʋa iro ndicamedzera imba yaIsraeri runyaŋga, newe ndicakupa muromo wakashamiswa pakati paʋo; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 “Nezuva iro ndichamedzera imba yaIsiraeri runyanga, newe ndichakupa muromo wakashamiswa pakati pavo; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 “Pazuva iroro ndichaita kuti imba yaIsiraeri ive nesimba uye ndichaita kuti uzaruke muromo pakati pavo. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 “Pazuva iroro ndichaita kuti imba yaIsiraeri ive nesimba uye ndichaita kuti uzaruke muromo pakati pavo. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 “Pazuva iro ndichameresa runyanga rweimba yaIsraeri, uye ndichazarura muromo wako pakati pavo. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 29:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy