Ezekieri 29:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Nokuti zvanzi naTenzi Mwari, mushure memakore makumi mana acho, ndichakokorodza vaIjipiti kubva kuvanhu kwavanenge vambopararira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nokuti ɀanzi naShe Jehova: Kana makore makumi manna apera, ndicaʋuŋganidza ʋaEgipita kumarudzi aʋanhu kwandakaŋga ndaʋaparadzira; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, “Kana makore makumi mana apera, ndichaunganidza vaIjipiti kumarudzi avanhu kwandakanga ndavaparadzira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Nokuti zvanzi naTenzi Mwari, mushure memakore makumi mana acho, ndichakokorodza vaIjipiti kubva kuvanhu kwavanenge vambopararira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 “Nokuti zvanzi naTenzi Mwari, mushure memakore makumi mana acho, ndichakokorodza vaIjipiti kubva kuvanhu kwavanenge vambopararira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “ ‘Asi zvanzi naIshe Jehovha: Mushure mamakore makumi mana ndichaunganidza vaIjipita kubva kundudzi dzandakanga ndavadzingira. Viz kapitola |