Ezekieri 29:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Hakuna munhu achatsika nomo norutsoka rwake kana tsiko haro remhuka richidimuradimura nomo. Ichagara kwamakore makumi mana isina munhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Hakunomunhu ucapfuʋura napo norutsoka rwake, norutsoka rwecipfuwo haruŋgapfuʋuri napo, haiŋgagarwi naʋanhu makore makumi manna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Hakuna munhu achapfuura napo norutsoka rwake, norutsoka rwechipfuo harungapfuuri napo, haingagarwi navanhu makore makumi mana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Hakuna munhu achatsika nomo norutsoka rwake kana tsiko haro remhuka richidimuradimura nomo. Ichagara kwamakore makumi mana isina munhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Hakuna munhu achatsika nomo norutsoka rwake kana tsiko haro remhuka richidimuradimura nomo. Ichagara kwamakore makumi mana isina munhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Hakuna rutsoka kana rwemhuka ruchapfuura nomo; hakuna achagaramo kwamakore makumi mana. Viz kapitola |