Ezekieri 28:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Zvanzi naTenzi Mwari, ‘Chinzwa, ndanangana newe iwe Sidhoni. Ndichaonesa mbiri yangu mukati mako imomo. Ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi pandicharitemera chirango charo ndicharatidza kuera kwangu mariri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 uti: Ɀanzi naShe Jehova: Tarira, ndinemhaka newe, iwe Sidoni; ndicakudzwa mukati mako; ʋanhu ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, neŋguʋa yandinoita mukati maro iɀo ɀandakatoŋga, ndiciitwa mutȿene mukati maro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 uti, zvanzi nashe Jehovha, ‘Tarira, ndine mhaka newe, iwe Sidhoni; ndichakudzwa mukati mako; vanhu vachaziva kuti ndini Jehovha, nenguva yandinoita mukati maro izvo zvandakatonga, ndichiitwa mutsvene mukati maro.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Zvanzi naTenzi Mwari, ‘Chinzwa, ndanangana newe iwe Sidhoni. Ndichaonesa mbiri yangu mukati mako imomo. Ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi pandicharitemera chirango charo ndicharatidza kuera kwangu mariri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Zvanzi naTenzi Mwari, ‘Chinzwa, ndanangana newe iwe Sidhoni. Ndichaonesa mbiri yangu mukati mako imomo. Ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi pandicharitemera chirango charo ndicharatidza kuera kwangu mariri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: “ ‘Ndine mhaka newe, iwe Sidhoni, uye ndichazviwanira kukudzwa mukati mako. Vachaziva kuti ndini Jehovha, pandichariranga ndigozviratidza mariri kuti ndiri mutsvene. Viz kapitola |