Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 28:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Iwe mwanakomana womunhu iti kujinda reTire, zvanzi naTenzi Mwari: “Pamusana pokuti une mwoyo wokuzvikudza, uchizviti ndiri mwari; ndinogara pachigaro chavamwari; pakati chaipo pamakungwa asi iwe uri munhu zvako asiri Mwari kunyange zvazvo uchifunga kuti uri mungwaru saMwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Mŋanakomana womunhu, iti kumucinda weTire: Ɀanzi naShe Jehova: Mŋoyo wako ɀawakaɀikudza, iwe ukati: Ini ndiri mŋari, ndigere pacigaro caMŋari pakati pamakuŋgwa, kunyaŋge ɀakaɗaro, uri munhu hako, hauzi Mŋari, kunyaŋge wakamisa mŋoyo wako somŋoyo waMŋari;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Mwanakomana womunhu, iti kumuchinda weTire, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Mwoyo wako zvawakazvikudza,’ iwe ukati, ‘Ini ndiri mwari, ndigere pachigaro chaMwari pakati pamakungwa,’ kunyange zvakadaro, uri munhu hako, hauzi Mwari, kunyange wakamisa mwoyo wako somwoyo waMwari;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Iwe mwanakomana womunhu iti kujinda reTire, zvanzi naTenzi Mwari: “Pamusana pokuti une mwoyo wokuzvikudza, uchizviti ndiri mwari; ndinogara pachigaro chavamwari; pakati chaipo pamakungwa asi iwe uri munhu zvako asiri Mwari kunyange zvazvo uchifunga kuti uri mungwaru saMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Mwanakomana womunhu, uti kumubati weTire, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: “ ‘Mukuzvikudza kwomwoyo wako iwe unoti, “Ini ndiri mwari; ndinogara pachigaro choushe chamwari, pakati pomwoyo wamakungwa.” Asi uri munhu zvako uye hauzi mwari, kunyange uchifunga kuti wakachenjera samwari.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 28:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy