Ezekieri 28:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vose zvavo vanokuziva mukati memarudzi avanhu, vakadumbirwa nezvako wasvika pamugumo wakaipa uye hauchazovipo narini wose.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋose, ʋanokuziʋa pakati pamarudzi aʋanhu, ʋacashamiswa pamsoro pako; waʋa cinhu cinotyisa, hauŋgazoʋi cinhu nokusiŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Vose, vanokuziva pakati pamarudzi avanhu, vachashamiswa pamusoro pako; wava chinhu chinotyisa, haungazovi chinhu nokusingaperi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vose zvavo vanokuziva mukati memarudzi avanhu, vakadumbirwa nezvako wasvika pamugumo wakaipa uye hauchazovipo narini wose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vose zvavo vanokuziva mukati memarudzi avanhu, vakadumbirwa nezvako wasvika pamugumo wakaipa uye hauchazovipo narini wose.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ndudzi dzose dzaikuziva dzinoshamiswa newe; wasvika pamagumo akaipisisa uye hauchazovapozve.’ ” Viz kapitola |