Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 28:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Wakava nomwoyo wokuzvikudza pamusana porunako rwako; wakaodza ungwaru hwako uchifuririka nomukurumbira wako. Ndakakunda pasi ndikakuisa pachena zvapo panotoonekwawo namamwe madzimambo kuti vakutarise zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Mŋoyo wako wakaɀikudza nokuɗa kwokunaka kwako; wakaʋodza ʋucenjeri bgako nokuɗa kwokubginya kwako; ndakakuwisira pasi, ndakakuisa pamberi pamadzimambo kuti ʋakuʋone.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Mwoyo wako wakazvikudza nokuda kwokunaka kwako; wakaodza huchenjeri hwako nokuda kwokubwinya kwako; ndakakuwisira pasi, ndakakuisa pamberi pamadzimambo kuti vakuone.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Wakava nomwoyo wokuzvikudza pamusana porunako rwako; wakaodza ungwaru hwako uchifuririka nomukurumbira wako. Ndakakunda pasi ndikakuisa pachena zvapo panotoonekwawo namamwe madzimambo kuti vakutarise zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Wakava nomwoyo wokuzvikudza pamusana porunako rwako; wakaodza ungwaru hwako uchifuririka nomukurumbira wako. Ndakakunda pasi ndikakuisa pachena zvapo panotoonekwawo namamwe madzimambo kuti vakutarise zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Mwoyo wako wakazvikudza nokuda kworunako rwako, uye wakaodza uchenjeri hwako nokuda kwokubwinya kwako. Saka ndakakukanda panyika; ndakakuita chinhu chinosekwa pamberi pamadzimambo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 28:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy