Ezekieri 14:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndichanyatsoonana naye ndimuite muenzaniso uye setsumo ndimutsakatise pakati pevanhu vangu mugozoziva kuti ini ndini Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 ndicarinzira munhu uyo ciso caŋgu ndimuitire ɀakaipa, ndicamuita cishamiso neciratidzo neshumo, ndicamubvisa pakati paʋanhu ʋaŋgu; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 ndicharinzira munhu uyo chiso changu ndimuitire zvakaipa, ndichamuita chishamiso nechiratidzo netsumo, ndichamubvisa pakati pavanhu vangu; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndichanyatsoonana naye ndimuite muenzaniso uye setsumo ndimutsakatise pakati pevanhu vangu mugozoziva kuti ini ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndichanyatsoonana naye ndimuite muenzaniso uye setsumo ndimutsakatise pakati pevanhu vangu mugozoziva kuti ini ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndicharinzira chiso changu pamusoro pomunhu uyo kuti ndimurwise uye ndichamuita muenzaniso netsumo. Ndichamubvisa pakati pavanhu vangu. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha. Viz kapitola |