Ezekieri 14:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Naizvozvo chiti kumba yaIsiraeri, zvanzi naTenzi Mwari pindukai mufuratire zvifananidzo zvenyu zvokunamata mufuratire zvinhu zvenyu zvose zvinosemesa izvi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Naiɀoɀo iti kuimba yaIsraeri: Ɀanzi naShe Jehova: Dzokai, mufuratire ɀifananidzo ɀenyu, mufuratidze ɀinonyaŋgadza ɀenyu ɀose ɀiso ɀenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Naizvozvo iti kuimba yaIsiraeri, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, dzokai, mufuratire zvifananidzo zvenyu, mufuratidze zvinonyangadza zvenyu zvose zviso zvenyu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Naizvozvo chiti kumba yaIsiraeri, zvanzi naTenzi Mwari pindukai mufuratire zvifananidzo zvenyu zvokunamata mufuratire zvinhu zvenyu zvose zvinosemesa izvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Naizvozvo chiti kumba yaIsiraeri, zvanzi naTenzi Mwari pindukai mufuratire zvifananidzo zvenyu zvokunamata mufuratire zvinhu zvenyu zvose zvinosemesa izvi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Naizvozvo uti kuimba yeIsraeri, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Tendeukai! Dzokai mufuratire zvifananidzo zvenyu musiye mabasa enyu ose anonyangadza! Viz kapitola |