Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 14:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 kunyangova dai Nowa naDhanieri naJobhu vaiva mairi hezvino ndakadai, ndizvo zviri kutarura Tenzi Mwari vangadai vasingagone kununura mwana wavo mukomana kana musikana. Asi kuti chavaikwanisa chete kungozvinunura upenyu hwavo ivo nokururama kwavo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 kunyaŋge Noa naDanieri naJobo ʋaiʋa’mo, noʋupenyu bgaŋgu — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova, — haʋaŋgarwiri mŋanakomana kana mŋanasikana; ʋaŋgarwira mŋeya yaʋo yoga nokururama kwaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 kunyange Noa naDhanieri naJobho vaivamo, noupenyu hwangu ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, havangwarwiri mwanakomana kana mwanasikana; vangarwira mweya yavo yoga nokururama kwavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 kunyangova dai Nowa naDhanieri naJobhu vaiva mairi hezvino ndakadai, ndizvo zviri kutarura Tenzi Mwari vangadai vasingagone kununura mwana wavo mukomana kana musikana. Asi kuti chavaikwanisa chete kungozvinunura upenyu hwavo ivo nokururama kwavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 zvirokwazvo noupenyu hwangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, kunyange dai Noa, naDhanieri naJobho vaivamo, havaigona kuponesa mwanakomana kana mwanasikana. Vaingozviponesa ivo chete nokuda kwokururama kwavo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 14:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy