Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 14:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 kunyange zvazvo varume vatatu ava vaivamo, hezvino ndakadai, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari havaimbogona kununura vana vavo vakomana kana vasikana, asi ivo voga ndovaitonunurwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 kunyaŋge ʋarume aʋa ʋatatu ʋaiʋa’mo, — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova — haʋaŋgarwiri ʋanakomana kana ʋanasikana; asi iʋo ʋamene ʋoga ʋaŋgarwirwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 kunyange varume ava vatatu vaivamo, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha havangarwiri vanakomana kana vanasikana; asi ivo vamene voga vangwarwirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 kunyange zvazvo varume vatatu ava vaivamo, hezvino ndakadai, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari havaimbogona kununura vana vavo vakomana kana vasikana, asi ivo voga ndovaitonunurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 kunyange zvazvo varume vatatu ava vaivamo, hezvino ndakadai, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari havaimbogona kununura vana vavo vakomana kana vasikana, asi ivo voga ndovaitonunurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 zvirokwazvo noupenyu hwangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, kunyange dai varume ava vatatu vaivamo, havaizogona kuponesa vanakomana vavo kana vanasikana vavo. Ivo voga ndivo vaizoponeswa.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 14:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy