Ezekieri 14:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 kuitira kuti imba yaIsiraeri irege kuzosiyanazve neni kana kuzozvin'oresazve nezvikanganiso zvavo zvose, asi kuti vavewo vanhu vangu iniwo ndichiva Mwari wavo. Ndizvo zviri kutarura Tenzi Mwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 kuti imba yaIsraeri irege kuzotsauka kwandiri, kana kuzoɀiȿiɓisa nokuɗarika kwaʋo kwose, asi ʋaʋe ʋanhu ʋaŋgu, neni ndiʋe Mŋari waʋo — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 kuti imba yaIsiraeri irege kuzotsauka kwandiri, kana kuzozvisvibisa nokudarika kwavo kwose, asi vave vanhu vangu, neni ndive Mwari wavo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 kuitira kuti imba yaIsiraeri irege kuzosiyanazve neni kana kuzozvin'oresazve nezvikanganiso zvavo zvose, asi kuti vavewo vanhu vangu iniwo ndichiva Mwari wavo. Ndizvo zviri kutarura Tenzi Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 kuitira kuti imba yaIsiraeri irege kuzosiyanazve neni kana kuzozvin'oresazve nezvikanganiso zvavo zvose, asi kuti vavewo vanhu vangu iniwo ndichiva Mwari wavo. Ndizvo zviri kutarura Tenzi Mwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo vanhu veIsraeri havangazotsaukizve vachibva kwandiri kana kuzvisvibisazve nezvivi zvavo zvose. Vachava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wavo, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.’ ” Viz kapitola |