Ezekieri 13:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ini noruoko rwangu ndichaonana navaporofita ivavo vanoona zviratidzo zvamanyepo vachishopera zvenhando. Havasi kuzombofa vava mudare ravanhu vangu kana kunyorwa mazita mubhuku remba yaIsiraeri kunyange kutsika munyika yeIsiraeri. Ndipo pamuchaziva kuti ini ndini Tenzi Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ruʋoko rwaŋgu rucarwa naʋaprofita ʋanoʋona ɀinonyeŋgera naʋanoʋuka nhema; haʋaŋgaraŋgani naʋanhu ʋaŋgu, haʋaŋganyorwi mazita aʋo parugwaro rweimba yaIsraeri, haʋaŋgapindi munyika yaIsraeri; ɀino mucaziʋa kuti ndini Ishe Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ruoko rwangu rucharwa navaporofita vanoona zvinonyengera navanoporofita nhema; havangarangani navanhu vangu, havanganyorwi mazita avo parugwaro rweimba yaIsiraeri, havangapindi munyika yaIsiraeri; zvino muchaziva kuti ndini Ishe Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ini noruoko rwangu ndichaonana navaporofita ivavo vanoona zviratidzo zvamanyepo vachishopera zvenhando. Havasi kuzombofa vava mudare ravanhu vangu kana kunyorwa mazita mubhuku remba yaIsiraeri kunyange kutsika munyika yeIsiraeri. Ndipo pamuchaziva kuti ini ndini Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ini noruoko rwangu ndichaonana navaporofita ivavo vanoona zviratidzo zvamanyepo vachishopera zvenhando. Havasi kuzombofa vava mudare ravanhu vangu kana kunyorwa mazita mubhuku remba yaIsiraeri kunyange kutsika munyika yeIsiraeri. Ndipo pamuchaziva kuti ini ndini Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ruoko rwangu rucharwa navaprofita vanoona zviratidzo zvenhema uye vanotaura kuvuka kwenhema. Havangavi pakati pamakurukota avanhu vangu kana kunyorwa muzvinyorwa zveimba yaIsraeri, uye havangapindi munyika yaIsraeri. Ipapo muchaziva kuti ndini Ishe Jehovha. Viz kapitola |