Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 13:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Makandishora pakati pevanhu muchiitira kuti muwane tsama dzebhari nezvimedu zvechingwa muchiuraya vanhu vasina kukodzera kufa asi muchirega vanhu vakakodzera kufa vari vapenyu nenhema dzenyu dzamunonyepera vanhu vangu vanoteerera nhema.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Makandimhura pakati paʋanhu ʋaŋgu nokuɗa kwetsama dzebari neɀimeɗu ɀeɀiŋgwa, kuti muʋuraye mŋeya isiŋgafaniri kufa, nokuponesa mŋeya isiŋgafaniri kurarama, mucireʋera ʋanhu ʋaŋgu nhema, iʋo ʋanoterera nhema dzenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Makandimhura pakati pavanhu vangu nokuda kwetsama dzebari nezvimedu zvezvingwa, kuti muuraye mweya isingafaniri kufa, nokuponesa mweya isingafaniri kurarama, muchirevera vanhu vangu nhema, ivo vanoteerera nhema dzenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Makandishora pakati pevanhu muchiitira kuti muwane tsama dzebhari nezvimedu zvechingwa muchiuraya vanhu vasina kukodzera kufa asi muchirega vanhu vakakodzera kufa vari vapenyu nenhema dzenyu dzamunonyepera vanhu vangu vanoteerera nhema.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Makandisvibisa pakati pavanhu vangu nokuda kwezviyero zvishoma zvebhari namafufu echingwa. Pamakareva nhema kuvanhu vangu, vanoteerera nhema, makauraya vaya vakanga vasingafaniri kufa, mukasiya vakanga vasingafaniri kurarama.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 13:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy